Inga zvakaoma mwana kufanana nababa kudofora!Gavi rakabva kumasvuuro, vakuru vanodero.The guy just loves Western stuff that is why he is mad about the sanctions, Now we know why he wants them removed.Sorry maningi mawar vets nemaconfused youths anoswera achinjandaidzwa naBob akateya twake kuWest.Kwete kubatwa kumeso hee-ee masanction aputsa nyika, hee-ee West vapambevhu, zvino ndezvipi baba Chatunga?